Pages

Monday, January 18, 2021

ZVATAITIRWA NENYASHA LYRICS BY TINASHE CHIVAVIRO


kare mutemo 
wakauya na mosesi
inzwa nyasha 
ndokuzouya najesu
now we qualify to pertake in the blessings

tarira nhasi zvataitirwa
nenyasha

hehe hee
nyasha dzinobva kunamwari
ho ho hoo
nyasha dzinobva kunamwari
he he hee
hakuna wavanotanga vakumbira
ho ho hoo
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha

hehe hee
nyasha dzinobva kunamwari
ho ho hoo
nyasha dzinobva kunamwari
he he hee
hakuna wavanotanga vakumbira
ho ho hoo
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha

sandi kugona kwedu
kuti tive vapenyu
sandi kugona kwedu
kuti tive vapenyu
jehovah

sandi kugona kwedu
kuti tibate zvatabata nhasiwo
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha
paanouya achikuropafadza mwari
haapihwe tendero nevepasi pano
whoever he chooses
no one can block him
hobobo
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha

hehe hee
nyasha dzinobva kunamwari
ho ho hoo
nyasha dzinobva kunamwari
he he hee
hakuna wavanotanga vakumbira
ho ho hoo
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha

hehe hee
nyasha dzinobva kunamwari
ho ho hoo
nyasha dzinobva kunamwari
he he hee
hakuna wavanotanga vakumbira
ho ho hoo
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha

ho nyasha
ho nyasha
ho nyasha
ho nyasha
ho nyasha
ho nyasha

hakuna 
hakuna
hakuna
tarira 
tarira
tarira

saka uchitiona nhasi
tichipemberera
tinoziva pese
patakayambutswa najehovah
rega tifare rega timbosunuguka


tarira nhasi zvataitirwa nenyasha
nyasha dzinobva kunamwari
nyasha x4
nyasha dzinobva kunamwari
nyasha x4
hakuna wavanotanga vakumbira

tarira nhasi zvataitirwa nenyasha
nyasha dzinobva kunamwari
nyasha dzinobva kunamwari
hakuna wavanotanga vakumbira
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha
hakuna wavanotanga vakumbira
tarira nhasi zvataitirwa nenyasha

No comments:

Post a Comment

Write a correction.