Verse 1:
Ndiye Mwari
(He is the Lord)
Ano gona zvose
(of all possibilities)
Hapana chingamuremera
(Nothing is too hard for Him)
Mudonzvo wake nemumvuri wake
(His rod and His staff)
Zvinondichengeta Nguva dzose x2
(It protects me all the time)
CHORUS:
Ano shandura mweya wangu
(He restores my soul)
Anopindura munyengetero
(He answers prayers)
Anochengeta vanotambura
(He looks after those who are troubled)
Ndiye Mwari wenyamayose x2
(He is the God of all flesh)
Verse 2:
Mupei mbiri wamasimba ose
(Give praise to the Almighty)
Zvirokwazvo haatikanganwe
(Surely he will never forsake us)
Mhindiro yake ndi hangu na Ameni
(His promises are Yes and Amen)
Anotichengeta nguva dzose x2
(He protects us all the time)
Verse 3:
Ndiye mumwe zuro nekusingaperi
(He is the same yesterday and forever)
Nanhasi hangashanduke
(Even today he has not changed)
Ruoko rwake rwakatambanuka
(His arm is stretched out)
Achatichengeta nguva dzose x2
(He will protect us all the time)
Bridge:
Yooo Yooo!!! Yooo!!! Yooo!!!
Yooo Yooo!!! Yooo!!! x3
Ndiye Mwari wenyamayose x2
(He is the God of all flesh)
No comments:
Post a Comment