Wednesday, February 14, 2024

GOHWO LYRICS WITH ENGLISH TRANSLATION BY (Rudo Tania-Gamaliel Madindi ; Gordon Aizale) Joyfull Praise


Zvawakarima iwe unokohwa chete
(you reap what you have sown)
hona goho iro varimi vokowa iwe
(here is the harvest sowers are reaping)
vave kukohwa zvavakarima
(they are reaping what they sowed)
kosei uchivengwa nevanhu
(why do they hate you)

Ndozvawakarima
(That is what you sew)
Makachengeta mwana nehutsinye imi
(You were ruthless to a child)
Hanzi nekuti haazi wangu
(Because the child is not mine)
Ndakakunzwai paya muchiseka ngomwa
(You once mocked the barren)
Nhasi zvawira mwana wenyu
(Today you are reaping what you have sown)
Hona Goho iro hurudza dzokohwa iwe
(Here is the harvest sowers are reaping)
Vave kukohwa zvavakarima
(They are reaping what the sew)
Ko sei uchivengwa nevanhu
(Why do they hate you?)
Ndozvawakarima
(That is what you sew)
Makachengeta mwana nehutsinye
(You were ruthless to a child)
Hanzi nekuti haazi wangu
(Because the child is not mine)
Ndakakunzwai paya muchiseka ngomwa
(You once mocked the barren)
Nhasi zvawira mwana wenyu
(You have reaped what you sew)
Usanyengerwa
(Do not be fooled)
Mwari havasekwi
(God is not mocked)
You reap what you sow
Unokohwa chete
(You will reap what you sew)
Hurudza dzoita chipata pata
(Farmers race on)
Tavazve negoho rembeu-dzo-dzatakakusha
(We now have a harvest of what we have sown)
Ukaona nhapi tapi painouya
(When you see the pleasant crop coming forth)
Ziva wakadyara chakanaka
(Know that you have sown right)
Chipavhurire uyo achakodzwa
(He who sows unsparingly reaps unsparingly)
Usavhunduke imbeu yaakarima
(Do not be amused by the seed he has sown)
Sahwira mihwa yaunodyara iyo
(Friend the thorns you have sown)
Padzobukira dzinenge dzatova nomwe
(When they bud forth they multiply sevenfold)
Usazoti mondivengereiko
(Do not then ask why they hate you)
Bodo unokohwa zvawakarima
(You reap what you sow)
Haya haya heee paunodyara
(When you sow you reap)
Itira wekwako sezvaunoda kuitirwawo
(Do unto others as you want to be done unto you)
Shoko rakataura
(As it is written)
Mwanangu teerera
(My child take heed)
Usanyengerwa
(Do not be fooled)
Mwari havasekwi
(God is not mocked)
You reap what you sow
Unokohwa chete
(You will reap what you sew)

No comments: