oh yes 
oh
oh
oh
oh
oh yes
ndiripano mwariwe
munondiana mwaririwe
ndioneiwo
ndioneiwo
apo
pamunorangarira vanhu venyu
tangai neni
imbo tangai neni
apo
pamunorangarira vanhu venyu
tangai neni
imbo tangai neni
ko paye
pamuno promoter
vanhu venyu
imbo tangai neni
imbo tangai neni mambo
pamunokomborera vana venyu
imbotangai neni ishe
saka tangai neni
mugopedzawo neni
mwariwe 
tengai neni
mwari wangu
tengai neni ishe
inzwai kuchema kwangu
tererai munyengetero wangu
ndinodana kwamuri
ndimi moga mune mhinduro
chimbotangai neni ishe
mwari 
iko kutenda ndinako
kushoko renyu
saka ndioneiwo mwari 
hey 
ndioneiwo mwari
honaiwo kutenda kwandinako
imbotangai neni ishe
oh ndakafara mwari
kuti ma next door makavaitira
zvino wave mukana wangu 
ndioneiwo
ndioneiwo
ndioneiwo
ndineiwo mwari
tangai neni ishe
imbotangai neni
mwari wangu
mugopedzawo neni
miria neni
tangai neni ishe
tangai neni ishe
imbotangai neni
mwari wangu
mugopedzawo neni
miria neni
tangai neni ishe
oh ndiwo munamato wangu kwamuri 
ndioneiwo 
ndineiwo mwari
ndineiwo mwari
ndagandzirira kugamuchira
kwamuri
mwari ndinogamuchira
mukomborero angu ose
mwari ndinogamuchira
minana 
minana 
minana yangu
mwari ndinogamuchira
ndogamuchira
mwari ndinogamuchira
zvese zvangu
zvazuro zvanhasi
namangwana
mwari ndinogamuchira
rungare yeah
mwari ndinogamuchira
mwari ndinogamuchira
mwari ndinogamuchira
mwari ndinogamuchira
ndogamuchira
mwari ndinogamuchira
tangai neni ishe
tangai neni
neni 
neni
i receive
i receive
i receive
ndioneiwo mwari
nditariseiwo mwari
ndigamucidzeiwo mwari
tangaiwo neni
i will testify
i will testify
of your goodness
of your mercy
ndioneiwo 
ndioneiwo mwari
ah 
imbotangai neni ishe 
oh
No comments:
Post a Comment