Monday, October 7, 2024

Baba Harare- YOU ARE HOLY LYRICS


Hazvisi zvekutsvakirira mhani!!! This is a calling from from the most high

Ndakanga ndadzoka kumashure panyaya dzeku namata but through your repentance ndopandakaziva kuti God is alive...
Kuburikidza nema gospel songs enyu ndadzoka kuna mwari & i can feel it kuti spiritually ndikumuka even music yandaiterera is fading away, it's like im paving a way for the holly spirit to woke upon my life

THANKS MUNHU WASHE, denga rese rinopembera richiona izvi

No comments: