Showing posts with label CAROL MUJOKORO. Show all posts
Showing posts with label CAROL MUJOKORO. Show all posts

Friday, January 22, 2021

Toramba Tichirumbidza Lyrics by Carol Mujokoro



Toramba tichimurumbidza hakuna wakaita saye!
Toramba tichimurumbidza hakuna wakaita saye!
Toramba tichimurumbidza hakuna wakaita saye!

Ndiye ishe, mambo wangu, muchinda werugare
Toramba tichirumbidza!

Tuesday, January 19, 2021

Jesu Idombo Lyrics by Carol Mujokoro

Jesu idombo rangu pandimire
Ndikatarisa iye hapana chandinotya

Hapana chandinotya! Hapana chandinotya!
Ndikatarisa iye hapana chandinotya

Vavengi vangandirwisa, hama dzingandisema
Asi ndikatarisa kwamuri Jesu hapana chandinotya
Shamwari ndingandirasa, hama dzinganditiza
Asi ndikatarisa kwamuri Jesu hapana chandinotya