Meso angu anotarira kumakomo
oooh ,oh yeah
Meso angu anotarira kumakomo
mmh yea
Meso angu anotarira kumakomo
Meso angu anotarira kumakomo
mmh yea
Meso angu anotarira kumakomo
rubatsiro rwangu runobvepiko
ini ,nditotarira kumakomo
ndiko kunobva rubatsiro rwangu
kumabvazuva hakuna chiriko
kumadikero hakuna chiriko
pasi pemvura hapana chiriko
kana mubako hamuna chirimo
hakuna zita serajesu ngaanamatweee
ndinotarira kumakomo
ndinotarira kumakomo
oh yeah
ndinotarira kumakomo
oh yeah
ndinotarira kumakomo
ndiko kunobva rubatsiro rwangu
ini ,nditotarira kumakomo
oh yeah
ndinotarira kumakoomoo
oh yeah
ndiye ega anondichengeta
mubatsiri wangu mutariri wangu
mununuri wangu kuhondo dzenyika
anochengetedza hupenyu hwangu
anesimba shumba yajudha
owoo woh
ndiye ega anondichengeta
mubatsiri wangu mutariri wangu
mununuri wangu kuhondo dzenyika
anochengetedza hupenyu hwangu
anesimba shumba yajudha
owoo woh
ndinotarira kumakoomoo
akagaririra pakubuda kwangu
akagaririra pakupinda kwangu
kubva riinhi nariinhi nekusingaperi
mwari mweya ndichanamaaataa
wooh yea,ooh yea
ndakatarira kumakomo
ooh ndichagarira
inini ndakatarira kumakomo
hooo oh ndichavimbika
inini ndakatarira kumakomo
ooh oh, ndicharindira
ndakatarira kumakoomo
oh yeah ndinotarira kumakomo
wooh oh inini
ndinotarira kumakomo
yeah murume anetsa
ndinotarira kumakomo
inini kana vana vanetsa
ndinotarira kumakomo
inini,hama dzaenda
ndinotarira kumakomo
oh oh nyika yarema
ndinotarira kumakomo
yeah eh zvinhu zvaoma
ndinotarira kumakoomo
oh yeah
ndinotarira kumakoomo
No comments:
Post a Comment