Opening Verse
Ndine Nharo
Nezvine Nharo
Nharo Dzangu Dzinobva
Mukuziva Kuti
Mwari Wangu
Haakundikane Kwete
Mwari Wangu
Haakundikane Kwete
Ndine Nharo
Nezvine Nharo
Nharo Dzangu Dzinobva
Mukutenda Kuti
Mwari Wangu
Haakundikane Kwete
Mwari Wangu
Haakundikane Kwete
Hazviite
Hazviko
Zvisingagonekwe NaMwari
Zvisingagonekwe NaMwari
Hazviite
Hazviko
Zvisingagonekwe NaMwari
Zvisingagonekwe NaMwari
Oh Oh
Ahoha x4
Aha Hazviko
Verse 2
Nhoroondo Yake Mwari
Inoratidza
Hapana Chaasingagone
Akaedzwa
Akaratidza
Hapana Chaasingagone
Chorus
Hazviite
Hazviko
Zvisingagonekwe NaMwari
Zvisingagonekwe NaMwari
Hazviite
Hazviko
Zvisingagonekwe NaMwari
Zvisingagonekwe NaMwari
Oh Oh
Ahoha x4
Aha Hazviko
Bridge
Hamukundikane
Hazviko
Hazvigone
Hamukundikane
Hazviko
Hazvigone
Hamukundikane
Hazviko
Hazvigone
Hamukundikane
Hazviko
Hazvigone
Outro
Hazviite
Hazviko
Zvisingagonekwe NaMwari
Zvisingagonekwe NaMwari
Handisati Ndamuona
Achikundikana Mwari
Zvisingagonekwe NaMwari
Zvisingagonekwe NaMwari
No comments:
Post a Comment