Ndinokudza Zita Rako,baba unodiwa
ngeusiku hwakanaka,nokufara nhasi
Ndinokudza Zita Rako,baba unodiwa
ngeusiku hwakanaka,nokufara nhasi
ndinozvipa kenewezve,mangwanani ano
kuti ndikufadze nhasi,murugaro rwangu
ndinozvipa kenewezve,mangwanani ano
kuti ndikufadze nhasi,murugaro rwangu
mupfungwa nemumazano,mumazwi nebasa
ndipe kuti ndikukudze,nezita rajesu
mupfungwa nemumazano,mumazwi nebasa
ndipe kuti ndikukudze,nezita rajesu
pamsana pake ndateta,ndigashire baba
nditungamire ngetsitsi,mune nzira dzako
pamsana pake ndateta,ndigashire baba
nditungamire ngetsitsi,mune nzira dzako
No comments:
Post a Comment