hupenyu wandinawo
(this life that i have)
woo ndiye mwari
(it is God)
hupenyu wandinawo
(this life that i have)
hutano wandinawo
(the health that i have)
woo ndiye mwari
(it is God)
hapana aifungira
(no one ever thought)
kuti ndichararama
(that i would survive)
hanzi ,chirwere hachirapike
(they said this sickness has no cure)
ndiye ndiye ndiye
(its him x3)
ndiye mwari
(its God)
ndiwo mabasa ake
(it is his amazing work)
ndiye ndiye ndiye
(its him x3)
ndiye mwari
(its God)
ndiwo mabasa ake
(it is his amazing work)
imba yandinayo
(the house that i live)
vana vandinavo
(the children that i have)
woo ndiye mwari
(it is GOD)
murume wandinaye
(the husband that i have)
vana vandinavo
(the children that i have)
woo ndiye mwari
(it is GOD)
hapana aifungira
(no one ever thought)
kuti zvichaitika
(that i would happen)
hanzi mwana zvaachembera
(they said i was too old)
ndiye ndiye ndiye
(its him x3)
ndiye mwari
(its God)
ndiwo mabasa ake
(it is his amazing work)
ndiye ndiye ndiye
(its him x3)
ndiye mwari
(its God)
ndiwo mabasa ake
(it is his amazing work)
verenga makomborero
(count your blessings)
verenga makomborero
(count your blessings)
No comments:
Post a Comment