Showing posts with label ZAMAR TAKESURE. Show all posts
Showing posts with label ZAMAR TAKESURE. Show all posts

Tuesday, January 12, 2016

GORE RICHANAKIDZA LYRICS AND TRANSLATION BY ZAMAR NCUBE

                              Verse 1
Ndinoona vanhu vese voda kutamba neni,
(shout favour)
Ndinoona vanhu vese voda kundi mhuresa,
(shout favour)
Ndinoona vanhu vese voda kundipa mari,
(shout favour)
Ndinoona vanhu vese voda kundishanyira,
(favour mwana)
              
           Verse 2
        Iri Gorerichanakidza,
       Gorerichanakidza,
       Huya uone kubata kwamwari,
       Gorerino
       Huya uone kubata kwamwari,
       Gorerino

           Verse3
Nenyasha dzamwari,
Gore rangu richanakidza,
Mwedzi  uno uchanakidza
Viki ino ichanakidza,
Zuva rangu richanakidza,

Saturday, October 31, 2015

GORE LYRICS BY ZAMAR TAKESURE

Pane gore rasimuka
mvura ichanaya
Kereke gadzirirai
Gore rinesimba
Zvishambidzei
Zvichenesei
Gore ndariwona gore rinesimba
Richati pfumbamira
Gore, gore ra mweya mutsvene
Gore ngariwuye, tigare mukubwinya
Gore ngariwuye tigare muvuvepo

Friday, April 10, 2015

NDINOSIMUDZA MAOKO LYRICS BY ZAMAR TAKESURE AND ITAI SANDRAS

SOLO:
NDINOSIMUDZA MAOKO (I RAISE MY HANDS LORD )
ITAI ZVAMUNODA  (DO AS YOU WILL LORD )
DURURAI NYASHA DZENYU  (POUR OUT YOUR LOVING KINDNESS )
MANDIRI  (UPON ME)
Solo:
NDINOSIMUDZA MAOKO  (I RAISE MY HANDS LORD )
ITAI ZVAMUNODA  MWARI (DO AS YOU WILL LORD )
DURURAI NYASHA DZENYU  (POUR OUT YOUR LOVING KINDNESS )
MANDIRI  (UPON ME)

[ NDINOSIMUDZA MAOKO  (I RAISE MY HANDS LORD )
ITAI ZVAMUNODA  (DO AS YOU WILL LORD )
DURURAI NYASHA DZENYU  (POUR OUT YOUR LOVING KINDNESS )
MANDIRI  (UPON ME)  ]  X4

MANDIRI  (UPON ME) X 4 
MANDIRI  (UPON ME) X 4 

[ NDINOSIMUDZA MAOKO (I RAISE MY HANDS LORD )
ITAI ZVAMUNODA  (DO AS YOU WILL LORD )
DURURAI NYASHA DZENYU  (POUR OUT YOUR LOVING KINDNESS )
MANDIRI  (UPON ME)  ] X 2

[ NDINOSIMUDZA MAOKO (I RAISE MY HANDS LORD )
ITAI ZVAMUNODA  (DO AS YOU WILL LORD )
DURURAI NYASHA DZENYU  (POUR OUT YOUR LOVING KINDNESS )
MANDIRI  (UPON ME)  ] X1